Joshua 2:11
Joshua 2:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Patakazvinzwa mwoyo yedu yakarukutika, uye hapana akasara nokutsunga maari nokuda kwenyu, nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiMwari kumusoro kudenga napasi panyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 2Joshua 2:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino pakarepo takati tichinzwa izvozvo mwoyo yedu ikavhunduka, hakuna munhu uchinokutsunga pamwoyo pake nokuda kwenyu, nokuti Jehovha Mwari wenyu, ndiye Mwari kudenga kumusoro napanyika pasi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 2Joshua 2:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Patakazvinzwa takadedera, tikarasa mwoyo pamusana penyu nokuti Tenzi, Mwari wenyu ndiye Mwari kudenga kumusoro, napanyika pasi pano.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 2