Joshua 6:1
Joshua 6:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino guta reJeriko rakanga rapfigwa zvakasimba kwazvo nokuda kwavaIsraeri. Hapana akabuda kunze uye hapana akapinda mukati.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 6Joshua 6:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
(Zvino guta reJeriko rakanga rapfigwa kwazvo nokuda kwavana vaIsiraeri; kwakanga kusina munhu waibuda kana kupinda.)
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 6Joshua 6:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Guta reJeriko rakanga ranyatsonzi ndendende kupfigwa mukati nokunze pamusana pavaIsiraeri. Hakuna aibudamo kana kupindamo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 6