Joshua 6:16
Joshua 6:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino panguva yechinomwe, vapristi vakati vachiridza hwamanda, Joshua akati kuvanhu, “Danidzirai, nokuti Jehovha wakupai guta.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 6Joshua 6:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Panguva yechinomwe, vaprista pavakaridza hwamanda, Joshua akarayira vanhu achiti, “Danidzirai! Nokuti Jehovha akupai guta!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 6Joshua 6:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vakati zvino vatenderera kechinomwe, vapristi varidzawo hwamanda, Joshuwa akati kuvanhu “Daidzirai nokuti Tenzi aisa guta irori mumaoko enyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 6