Joshua 6:17
Joshua 6:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Guta nezvose zviri mariri rinofanira kupiwa kuna Jehovha. Asi Rahabhi chifeve bedzi navose vaainavo mumba make ndivo vachasiyiwa, nokuti akavanza vasori vatakatuma.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 6Joshua 6:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi guta rinofanira kuyeriswa kuna Jehovha, iro nezvose zviri mukati maro; asi Rakabhi bedzi, chifeve chiya, ngaaregwe ari mupenyu, iye navose vari mumba make, nokuti wakavanza nhume dzatakatuma.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 6Joshua 6:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Guta rose nezvose zviri mariri zvaturirwa kuna Tenzi kuti zviparadzwe kuna Tenzi kusiya chete Rahabhu, pfambi iya pamwechete navose vaanavo mumba make, ndivo vachararama nokuti akahwandisa vasori vaya vatakatuma.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 6