Joshua 6:2
Joshua 6:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino Jehovha akati kuna Joshua, “Tarira, ndaisa Jeriko mumaoko ako, pamwe chete namambo waro navarume varo vehondo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 6Joshua 6:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Jehovha akati kuna Joshua, “Tarira, ndakapa mumaoko ako Jeriko, namambo waro, navarume varo vane simba noumhare.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 6Joshua 6:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi akati kuna Joshuwa, “Chinzwa, ndaisa Jeriko mumaoko ako zvose namambo waro navarwi varo vehondo vakasimba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 6