Ruka 11:34
Ruka 11:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ziso rako ndiwo mwenje womuviri wako. Kana meso ako akanaka, muviri wako wosewo uzere nechiedza. Asi kana akaipa, muviri wakowo uzere nerima.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 11Ruka 11:34 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mwenje womuviri iziso rako; kana ziso rako rakanaka, muviri wako wose uchavhenekerwa; asi kana rakaipa, muviri wako wose uchava nerima.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 11Ruka 11:34 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ziso rako ndiro mwenje womuviri wako, zvino kana ziso rako rakanaka muviri wako wose uzere chiedza. Kana risinawo kunaka muviri wako uzere nerima.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 11