Ruka 12:22
Ruka 12:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo Jesu akati kuvadzidzi vake, “Naizvozvo ndinoti kwamuri, musafunganya pamusoro poupenyu hwenyu, kuti muchadyei, kana pamusoro pomuviri wenyu, kuti muchapfekei.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 12Ruka 12:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino akati kuvadzidzi vake, “Naizvozvo ndinoti kwamuri, musafunganya pamusoro poupenyu hwenyu, kuti muchadyei, kana pamusoro pomuviri wenyu, kuti muchapfekei?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 12Ruka 12:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akati kuvadzidzi vake nezvo ndinokutaurirai kuti, “Musazvidye mwoyo nezvoupenyu hwenyu kuti muchadyei kana nezvomuviri wenyu kuti muchapfekei
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 12