Ruka 12:24
Ruka 12:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Fungai nezvamakunguo nokuti haadyari kana kucheka, haana tsapi kana dura, asi Mwari anoapa zvokudya. Uye imi munopfuura shiri sei!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 12Ruka 12:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Fungai makunguo, kuti haadyari, haacheki, haane tsapi kana dura; asi Mwari anoapa zvokudya. Imi munokunda shiri zvikuru sei!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 12Ruka 12:24 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Fuŋgai makuŋguʋu, kuti haadɀari, haaceki, haanetsapi kana ɗura; asi Mŋari unoapa ɀokudya. Imi munokunda shiri ɀikuru sei!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 12