Ruka 12:28
Ruka 12:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana ariwo mashongedzero anoita Mwari uswa hwesango, huripo nhasi, uye mangwana huchikandwa mumoto, achakupfekedzai zvikuru sei, imi vokutenda kuduku!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 12Ruka 12:28 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino kana Mwari achipfekedza saizvozvo uswa hwenyika, huripo nhasi, mangwana hwokandirwa muchoto, haangakupfekedzi nokupfuurisa, imi vokutenda kuduku here?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 12Ruka 12:28 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino kana Mwari achipfekedza uswa hupenyu musango nhasi uno asi mangwana acho huchikandwa muchoto, ko kutozoti imi! Anokupfekedzai zvakadii, inga muri vanhu vechitendero chidiki!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 12