Ruka 12:31
Ruka 12:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi tsvakai umambo hwavo, uye zvinhu zvose izvi zvichapiwawo kwamuri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 12Ruka 12:31 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi tsvakai ushe hwavo, naizvozvo zvose muchazviwedzerwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 12Ruka 12:31 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi imi tsvakai umambo hwake zvinhu izvozvi zvichavawo zvenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 12