Ruka 4:4
Ruka 4:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akapindura akati, “Kwakanyorwa kuchinzi, ‘Munhu haararami nechingwa bedzi, asi neshoko rimwe nerimwe rinobuda mumuromo maMwari.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 4Ruka 4:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akamupindura, akati, “Kwakanyorwa kuti munhu haangararami nechingwa bedzi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 4Ruka 4:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akamupindura achiti, “Zvakanyorwa zvichinzi, ‘Munhu haararami nechingwa choga.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 4