Ruka 6:44
Ruka 6:44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Muti mumwe nomumwe unozivikanwa nomuchero wawo. Vanhu havangatanhi maonde kubva mumakwenzi eminzwa, kana kutanha mazambiringa kubva parukato.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 6Ruka 6:44 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
nokuti muti mumwe nomumwe unozikanwa nemichero yawo. Nokuti vanhu havatanhi maonde paminzwa, kana madzambiringa haatanwi parukato.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 6Ruka 6:44 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Muti mumwe nomumwe unozivikanwa nomuchero wawo. Vanhu havatanhi maonde paminzwa kana magirepisi parukato.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 6