Ruka 7:47-48
Ruka 7:47-48 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo, ndinokuudza kuti zvivi zvake zvizhinji zvaregererwa nokuti iye ada zvikuru. Asi uya akaregererwa zvishoma, anodawo zvishoma.” Ipapo Jesu akati kwaari, “Zvivi zvako zvaregererwa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 7Ruka 7:47-48 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo ndinoti kwauri, ‘Zvivi zvake, zviya zvizhinji, wazvikanganwirwa, nokuti akada zvikuru; asi anokanganwirwa zvishoma, anoda zvishoma.’ ” Zvino akati kwaari, “Wakanganwirwa zvivi zvako.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 7Ruka 7:47-48 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndinoti kwauri, zvitadzo zvake zvizhinji zvaregererwa nokuti aratidza rudo rukuru; asi uyo anoregererwa zvishoma anoratidza rudo rushoma.” Jesu ndokuti kumukadzi uya, “Zvitadzo zvako zvaregererwa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 7