Mateo 16:13 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 16:13 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati asvika kudunhu reKesaria Firipi, akabvunza vadzidzi vake akati, “Vanhu vanoti Mwanakomana woMunhu ndiani?”
Pakurirana nevamwe
Mateo 16 BDSCMateo 16:13 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akati asvika kumativi enyika yeKesaria Firipi, akabvunza vadzidzi vake, akati, “Vanhu vanoti Mwanakomana womunhu ndianiko?”
Pakurirana nevamwe
Mateo 16 SNA2002Mateo 16:13 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Jesu wakati aȿika kumatiʋi enyika yeKesaria Firipo, akabvunza ʋadzidzi ʋake, akati: Ʋanhu ʋanoti Mŋanakomana womunhu ndianiko?
Pakurirana nevamwe
Mateo 16 SUB1949Mateo 16:13 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu paakasvika kudunhu reSezariafiripi, akabvunza vadzidzi vake achiti, “Vanhu vanoti Mwanakomana womunhu ndiani?”
Pakurirana nevamwe
Mateo 16 SCLBMateo 16:13 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Jesu paakasvika kudunhu reSezariafiripi, akabvunza vadzidzi vake achiti, “Vanhu vanoti Mwanakomana womunhu ndiani?”
Pakurirana nevamwe
Mateo 16 SCLBD