Mateo 2:11
Mateo 2:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vakati vasvika pamba apa, vakaona mwana namai vake Maria, uye vakakotamira pasi vakamunamata. Vakasunungura pfuma yavo vakapa zvipo zvegoridhe, nezvinonhuhwira nemura.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 2Mateo 2:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vakapinda mumba, vakawana mwana naMaria mai vake; vakawira pasi, vakamupfugamira; vakasunungura mabutwa avo, vakamupa zvipo zvendarama, nezvinonhuwira, nemura.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 2Mateo 2:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pavakapinda mumba imomo vakaona mwana pamwechete naamai vake Maria. Vakasvikoti pasi gwadagwa vachimuremekedza. Vakasunungura upfumi hwavo vachimupa zvipo zvendarama nerusenzi nemura.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 2