Mateo 4:1-2
Mateo 4:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo Jesu akatungamirirwa naMweya Mutsvene kurenje kuti andoedzwa nadhiabhori. Mushure mokunge atsanya kwamazuva makumi mana nousiku huna makumi mana, akanzwa nzara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 4Mateo 4:1-2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Jesu akatungamirirwa naMweya kurenje, kuzoedzwa naDhiabhori. Akati azvinyima zvokudya mazuva ana makumi mana, nousiku hunamakumi mana, akabva oziya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 4Mateo 4:1-2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ipapo Jesu akatungamirirwa naMweya kuenda murenje kundoedzwa naSatani. Akatsanya siku nesikati kwamazuva makumi mana. Mushure mezvo akabva oziya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 4