Mateo 4:17
Mateo 4:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kubva panguva iyoyo zvichienda mberi, Jesu akatanga kuparidza achiti, “Tendeukai nokuti umambo hwokudenga hwava pedyo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 4Mateo 4:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kubva panguva iyeyo Jesu akatanga kuparidza, achiti, “Tendeukai, nokuti ushe hwokudenga hwaswedera pedyo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 4Mateo 4:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kubvira nguva iyoyo Jesu akatangisa kuparidza achiti pindukai nokuti umambo hokudenga hwaswedera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 4