Mako 1:15
Mako 1:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akati, “Nguva yasvika. Umambo hwaMwari hwaswedera. Tendeukai mutende vhangeri!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 1Mako 1:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
achiti, “Nguva yazadziswa, ushe hwaMwari hwaswedera pedyo; tendeukai, mutende Vhangeri.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 1Mako 1:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
achiti, “Nguva iya yazokwana zvino, umambo hwaMwari hwava pedyo. Chipindukai mutendhe Shoko Rakanaka.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 1