Mako 10:21
Mako 10:21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akamutarira akamuda, akati kwaari, “Unoshaiwa chinhu chimwechete; enda, utengese zvose zvaunazvo, upe varombo, uve nepfuma kudenga; ugouya, unditevere.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 10Mako 10:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akamutarira uye akamuda, akati kwaari, “Unoshayiwa chinhu chimwe chete. Enda undotengesa zvinhu zvose zvaunazvo upe kuvarombo, ugova nepfuma kudenga. Ipapo ugouya, unditevere.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 10Mako 10:21 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akamutarisa akamuda, ndokumuti, “Une chimwechete chausina; chokuti enda undotengesa zvose zvaunazvo upe kuvarombo, uchava noupfumi kudenga; ugouya wonditevera.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 10