Mako 10:27
Mako 10:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akatarisa kwavari akati, “Kumunhu hazvigoneki, asi kwete naMwari; zvinhu zvose zvinogoneka kuna Mwari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 10Mako 10:27 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Jesu akati achivatarira, akati, “Kuvanhu izvi hazvibviri, asi kuna Mwari zvinobvira.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 10Mako 10:27 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akavatarisa akati, “Izvi hazvigoneki kuitwa navanhu asi naMwari. Kuna Mwari zvose zvinogoneka.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 10