Mako 10:45
Mako 10:45 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti kunyange Mwanakomana woMunhu haana kuuya kuzoshumirwa, asi kuzoshumira uye nokupa upenyu hwake kuti huve rudzikinuro rwavazhinji.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 10Mako 10:45 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Nokuti Mwanakomana womunhu naiye haana kuuya kuzoshandirwa, asi kuzoshandira, nokupa hupenyu hwake ruve rudzikinuro rwavazhinji.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 10Mako 10:45 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti kunyange Mwanakomana womunhu haana kuuya kuzoshandirwa asi kuzoshandira vamwe, uye kuzopira upenyu hwake sorudzikinuro rwavazhinji.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 10