Mako 10:8 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mako 10:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye vaviri ava vachava nyama imwe. Saka havachisiri vaviri, asi nyama imwe.
Pakurirana nevamwe
Mako 10 BDSCMako 10:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
ava vaviri vachava nyama imwe; nokudaro havachiri vaviri; asi nyama imwe.’
Pakurirana nevamwe
Mako 10 SNA2002Mako 10:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
aʋa ʋaʋiri ʋacaʋa nyama imŋe; nokuɗaro haʋaciri ʋaʋiri, asi nyama imŋe.
Pakurirana nevamwe
Mako 10 SUB1949Mako 10:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vaviri ava vachiva muviri mumwechete. Naizvozvo havachisiri vaviri asi vava nyama imwechete.
Pakurirana nevamwe
Mako 10 SCLBMako 10:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Vaviri ava vachiva muviri mumwechete. Naizvozvo havachisiri vaviri asi vava nyama imwechete.
Pakurirana nevamwe
Mako 10 SCLBD