Mako 14:22
Mako 14:22 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino ʋakati ʋacidya, Jesu akatora ciŋgwa, akaciropafadza, akacimeɗura, ndokuʋapa, aciti: Torai, ici ndiwo muʋiri waŋgu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 14Mako 14:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Zvino zvavakanga vari pakudya, akatora chingwa akatenda ndokuchimedura akachipa kwavari achiti, “Gamuchirai; uyu muviri wangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 14Mako 14:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vakati vari pakudya, Jesu akatora chingwa, akavonga uye akachimedura, akapa vadzidzi vake achiti, “Torai mudye, uyu ndiwo muviri wangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 14