Mako 15:34
Mako 15:34 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Neŋguʋa yepfumbamŋe Jesu akaɗana nenzwi guru, aciti: Eroi, Eroi, rama Sabaktani! Ndokuti, kana ɀicishandurwa: Mŋari waŋgu, Mŋari waŋgu, mandisiyireiko?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 15Mako 15:34 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Neawa yechitatu yamasikati Jesu akadaidzira nezwi guru achiti, “Eroi, Eroi, rama sabhakitani?” Zvinoreva kuti, “Mwari wangu, Mwari wangu, mandisiyireiko?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 15Mako 15:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye panguva yepfumbamwe, Jesu akadanidzira nenzwi guru achiti, “Eroi, Eroi, rama sabhakitani?” zvinoreva kuti “Mwari wangu, Mwari wangu, mandisiyireiko?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 15