Mako 4:26-27
Mako 4:26-27 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino akati, “Ushe hwaMwari hwakafanana nomunhu anodyara mbeu muvhu, akavata, akamuka, usiku namasikati; mbeu inomera, ichikura, iye asingazivi kuti zvinoitika sei
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 4Mako 4:26-27 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino akati: Ʋushe bgaMŋari bgakafanana nomunhu unodɀara mbeu muvu, akaʋata, akamuka, ʋusiku namasikati; mbeu inomera, icikura, iye asiŋgaziʋi kuti ɀinoitika sei
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 4Mako 4:26-27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akatizve, “Umambo hwaMwari hwakafanana nomunhu anokusha mbeu muvhu. Usiku namasikati, kunyange akavata kana akamuka, mbeu inomera igokura, kunyange zvazvo asingazivi kuti zvinoitika sei.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 4Mako 4:26-27 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akatizve, “Umambo hwaMwari hwakadaizvi, hwakaita somunhu anomwaya mbeu muvhu. Angavate zvake usiku, masikati achimukawo, asi mbeu iya inomera ichitokura, iye asingambozivi kuti zvinoitika sei.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 4