Mako 5:25-26
Mako 5:25-26 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino mumŋe mukadzi waiʋa nokurwara kwokuɓuɗa ropa makore anegumi namaʋiri, wakaŋga aʋoneswa nhamo neŋaŋga zhinji, akapedza ɀose ɀaakaŋga anaɀo asina‐kutoŋgoɓatsirwa, asi kuŋgonyanyiswa
Mako 5:25-26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye pakanga pano mukadzi aiva nechirwere chokubuda ropa kwamakore gumi namaviri. Akanga atambudzika zvikuru uye achirapwa navanachiremba vazhinji uye akanga apedza zvose zvaaiva nazvo, asi pachinzvimbo chokuva nani akatonyanyisa kurwara.
Mako 5:25-26 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino mumwe mukadzi aiva nokurwara kwokubuda ropa makore ane gumi namaviri, akanga aoneswa nhamo nevarapi vazhinji, akapedza zvose zvaakanga anazvo asina kutongobatsirwa, asi kungonyanyiswa
Mako 5:25-26 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino paiva nomumwe mukadzi aiva nechirwere chebaro kwamakore gumi namaviri. Akanga aona nhamo mudzin'anga dzakawanda maaifamba, maakanga apedzera zvinhu zvake zvose asi pasina kana chiyamuro; akatenge otonyanya kurwara.
Mako 5:25-26 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)