Mako 5:31 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mako 5:31 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vadzidzi vake vakati, “Muri kuona vanhu vachikutsimbirirai, zvino moti, ‘Ndianiko andibata?’ ”
Pakurirana nevamwe
Mako 5 BDSCMako 5:31 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vadzidzi vake vakati kwaari, “Munoona vanhu vazhinji vanokutsikirirai, zvino mungati seiko, ndiani andibata?”
Pakurirana nevamwe
Mako 5 SNA2002Mako 5:31 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ʋadzidzi ʋake ʋakati kwaari: Munoʋona ʋanhu ʋazhinji ʋanokumanikidzai, ɀino muŋgati seiko: Ndiani wandiɓata?
Pakurirana nevamwe
Mako 5 SUB1949Mako 5:31 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo vadzidzi vake vakati kwaari, “Muri kuona gurusvusvu ravanhu richidzvinyirirana nemi, asi imi moti, ‘Ndiani andibata?’ ”
Pakurirana nevamwe
Mako 5 SCLBMako 5:31 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Ipapo vadzidzi vake vakati kwaari, “Muri kuona gurusvusvu ravanhu richidzvinyirirana nemi, asi imi moti, ‘Ndiani andibata?’ ”
Pakurirana nevamwe
Mako 5 SCLBD