Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mako 5:32 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mako 5:32 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Asi Jesu akaramba achitarisa-tarisa kuti aone kuti ndiani akanga aita izvozvo.

Pakurirana nevamwe
Mako 5 BDSC

Mako 5:32 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino akaringa-ringa kuti aone akaita izvozvo.

Pakurirana nevamwe
Mako 5 SNA2002

Mako 5:32 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino akariŋga‐riŋga kuti aʋone wakaita iɀoɀo.

Pakurirana nevamwe
Mako 5 SUB1949

Mako 5:32 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Akaringa–ringa achida kuona kuti akanga aita izvi ndiani.

Pakurirana nevamwe
Mako 5 SCLB

Mako 5:32 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Akaringa–ringa achida kuona kuti akanga aita izvi ndiani.

Pakurirana nevamwe
Mako 5 SCLBD