Mako 5:35-36
Mako 5:35-36 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Wakati acataura, ʋamŋe ʋeimba yomukuru wesinagoge ʋakaȿika, ʋakati: Mukunda wenyu wafa; mucatambudzireiko Mudzidzisi? Jesu wakati acinzwa shoko rataurwa, akati kumukuru wesinagoge: Usatya, tenda ɓedzi.
Mako 5:35-36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu achiri kutaura, vamwe varume vakauya vachibva kumba kwaJairosi, mukuru wesinagoge. Vakati, “Mwanasikana wenyu afa. Muchanetsereiko mudzidzisi?” Asina hanya nezvavakanga vataura, Jesu akati kumukuru wesinagoge, “Usatya; tenda bedzi.”
Mako 5:35-36 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akati achataura, vamwe veimba yomukuru wesinagoge vakasvika, vakati, “Mukunda wenyu afa; muchatambudzireiko Mudzidzisi?” Jesu akati achinzwa shoko rataurwa, akati kumukuru wesinagoge, “Usatya, tenda bedzi.”
Mako 5:35-36 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Achiri kutaura kudaro, vamwe vakabva kumba kwomutungamiri wesinagogu uya vachiti, “Mwanasikana wenyu atofa. Muchiri kunetserei mudzidzisi?” Jesu paakazvinzwa, akati kumutungamiri wesinagogu, “Regai henyu kutya ingotendai bedzi.”
Mako 5:35-36 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)