Mako 6:31
Mako 6:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino nokuda kwokuti vanhu vazhinji vakanga vachingouya nokuenda zvokuti havana kugona kuwana kunyange mukana wokudya, akati kwavari, “Handei tose, imi neni chete, kunzvimbo yakanyarara kuti mumbondozorora.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 6Mako 6:31 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akati kwavari, “Uyai imi muri moga tiende kunzvimbo yerenje, muzorore zvishoma;” nokuti kwakanga kuna vazhinji vaiuya navaienda, vakasava nenguva kunyange yokudya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 6Mako 6:31 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ipapo iye akati kwavari, “Chiuyai imi muri moga tiende kunzvimbo isina vanhu mumbozorora.” Nokuti vanhu vazhinji vakarambouya nokuenda zvokuti vakanga vachishaiswa kunyange nenguva yokudya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 6