Mako 6:34
Mako 6:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akati aburuka uye achiona vanhu vazhinji zhinji, akavanzwira tsitsi, nokuti vakanga vakaita samakwai asina mufudzi. Saka akatanga kuvadzidzisa zvinhu zvizhinji.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 6Mako 6:34 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino akati achibuda muigwa, akaona vazhinji-zhinji, akavanzwira tsitsi, nokuti vakanga vakafanana namakwai asina mufudzi; akatanga kuvadzidzisa zvizhinji.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 6Mako 6:34 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kuzoti Jesu asvikako akaona kuwanda kwavanhu ndokubva avanzwira tsitsi nokuti vakanga vakaita sehwai dzisina mufudzi, ndokutanga kuvadzidzisa zvinhu zvizhinji.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 6