Mako 6:4
Mako 6:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akati kwavari, “Muprofita haakudzwi muguta romunyika yokwake, pakati pehama dzake, nomumba make chete.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 6Mako 6:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akati kwavari, “Muporofita haangashayiwi kukudzwa, asi munyika yake, nokuhama dzake, nomumba make.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 6Mako 6:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu ndokuti kwavari, “Hakuna kwaasingaremekedzwi muporofita kusara kwomudunhu rokwake, nomukati mehama dzake nomukati mevemba yake.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 6