Nehemia 11:1
Nehemia 11:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino machinda avanhu akagara Jerusaremu; vamwe vanhu vakakanda mijenyawo kuti mumwe pagumi rimwe nerimwe agare Jerusaremu, iro guta dzvene, asi vamwe vapfumbamwe panamamwe maguta.
Nehemia 11:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino vatungamiri vavanhu vakagara muJerusarema, uye vamwe vanhu vose vakakanda mijenya kuti vasarudze mumwe chete kubva mugumi roga roga kuti andogara muJerusarema, guta dzvene, kwozoti vapfumbamwe vanenge vasara vachizogara mumaguta avo pachavo.
Nehemia 11:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vatungamiriri vavanhu vaigara muJerusaremu. Vamwe vanhu vose vaitoita zvokusarudza nechin'ange munhu mumwechete pagumi ravanhu wokundogara muJerusaremu raiva riri iro guta rinoera, vamwe vapfumbamwe ava vachigara muna mamwe maguta.
Nehemia 11:1 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino macinda aʋanhu akagara Jerusarema; ʋamŋe ʋanhu ʋakakanda mijenya ʋo kuti mumŋe pagumi rimŋe nerimŋe agare Jerusarema, iro guta dɀene, asi ʋamŋe ʋapfumbamŋe panamamŋe maguta.
Nehemia 11:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)