Zvirevo 27:1
Zvirevo 27:1 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Usaɀirumbidza pamsoro pezuʋa ramaŋgwana; Nokuti hauziʋi cauŋgaʋigirwa nezuʋa rimŋe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 27Zvirevo 27:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Usazvirumbidza pamusoro pezuva ramangwana, nokuti hauzivi zvingauyiswa nezuva.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 27Zvirevo 27:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Usazvirumbidza pamusoro pezuva ramangwana; Nokuti hauzivi chaungavigirwa nezuva rimwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 27