Zvirevo 27:6
Zvirevo 27:6 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Maʋaŋga anotemŋa neshamŋari aŋgatendwa, Asi kuȿeta kwomuʋeŋgi kwakawanda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 27Zvirevo 27:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Maronda okukuvadzwa neshamwari anogamuchirika, asi kutsvoda kwomuvengi kunonyengera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 27Zvirevo 27:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mavanga anotemwa neshamwari angatendwa, Asi kutsoda kwomuvengi kunonyengedza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 27