Mapisarema 102:20 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mapisarema 102:20 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti anzwe kugomera kwavasungwa agosunungura avo vakatongerwa rufu.”
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 102 BDSCMapisarema 102:20 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuti anzwe kugomera kwomusungwa; Kuti asunungure vana vorufu
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 102 SNA2002Mapisarema 102:20 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Kuti anzwe kugomera kwomusuŋgwa; Kuti asunuŋgure ʋana ʋorufu
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 102 SUB1949Mapisarema 102:20 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuti anzwe kugomera kwavasungwa kuti asunungure vakanga vatongerwa rufu
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 102 SCLBMapisarema 102:20 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
kuti anzwe kugomera kwavasungwa kuti asunungure vakanga vatongerwa rufu
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 102 SCLBD