Mapisarema 11:5
Mapisarema 11:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha anoedza vakarurama, asi vakaipa navanoda zvechisimba mweya wake unovavenga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 11Mapisarema 11:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha anoidza vakarurama; Asi mweya wake unovenga wakaipa neanomanikidza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 11Mapisarema 11:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
TENZI anoedza vakarurama navakaipa asi anovenga wakaipa anoda utsinye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 11