Mapisarema 11:7
Mapisarema 11:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti Jehovha akarurama, anoda kururamisira; vanhu vakarurama vachaona chiso chake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 11Mapisarema 11:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti Jehovha akarurama; anoda zvakarurama; Vakarurama vachaona chiso chake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 11Mapisarema 11:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti TENZI akarurama, anoda kuita kwakarurama, vakarurama vachaona uso hwake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 11