Mapisarema 116:8-9
Mapisarema 116:8-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti imi, iyemi Jehovha, makarwira mweya wangu parufu, meso angu pamisodzi, uye makumbo angu pakugumburwa, kuti ndifambe pamberi paJehovha munyika yavapenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 116Mapisarema 116:8-9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti makarwira mweya wangu parufu; Nameso angu pamisodzi, Netsoka dzangu pakugumburwa. Ndichafamba pamberi paJehovha Panyika yavapenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 116Mapisarema 116:8-9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti makandinunura kurufu mukandipukuta misodzi mukanditsigira kuti ndirege kuwa. Saizvozvo ndinofamba ndiina TENZI munyika yavapenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 116