Mapisarema 138:3
Mapisarema 138:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pandakadana, imi makandipindura; makandishingisa nomwoyo wakasimba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 138Mapisarema 138:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Pazuva randakadana makandipindura, Makandisimbisa nesimba pamweya wangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 138Mapisarema 138:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pandakachema makandidavira, mukandisimbaradza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 138