Mapisarema 50:10-11
Mapisarema 50:10-11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
nokuti mhuka dzose dzesango ndedzangu, nemombe pamakomo chiuru. Ndinoziva shiri dzose dziri mumakomo, uye zvisikwa zvose zvesango ndezvangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 50Mapisarema 50:10-11 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
nokuti mhuka yose zvayo yesango ndeyangu kana idzo mombe mumakomo akazanirana. Shiri dzose dzomumakomo ndinodziziva uye zvose zvinofamba musango ndezvangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 50Mapisarema 50:10-11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti mhuka dzose, dziri kudondo, ndedzangu, Nemombe pamakomo ane chiuru chamazana. Ndinoziva shiri dzose dzomumakomo; Mhuka dzose, dziri musango, ndedzangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 50