Mapisarema 78:42 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mapisarema 78:42 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Havana kurangarira simba rake, zuva raakavadzikinura kubva pamudzvinyiriri
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 78 BDSCMapisarema 78:42 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Havana kurangarira ruoko rwake, Kana zuva raakavadzikinura pamudzivisi.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 78 SNA2002Mapisarema 78:42 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Haʋana‐kuraŋgarira ruʋoko rwake, Kana zuʋa raakaʋadzikinura pamudziʋisi.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 78 SUB1949Mapisarema 78:42 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Havana kurangarira simba rake kana kurangarira zuva raakavanunura kumuvengi
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 78 SCLBMapisarema 78:42 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Havana kurangarira simba rake kana kurangarira zuva raakavanunura kumuvengi
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 78 SCLBD