Zvakazarurwa 19:11
Zvakazarurwa 19:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndakaona denga razaruka uye ipapo pamberi pangu pakanga pane bhiza jena, mutasvi waro anonzi Akatendeka uye Chokwadi. Nokururamisira anotonga uye anorwa hondo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 19Zvakazarurwa 19:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo ndakaona kudenga kwakazarurwa, ndikaona bhiza jena; naiye akanga agere pamusoro paro akanzi: Akatendeka noWechokwadi; anotonga nokurwa zvakarurama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 19Zvakazarurwa 19:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino ndipo pandakaona denga razarurwa ndikaona bhiza jena. Akanga akaritasva ainzi Kutendeka uye Chokwadi anotonga noururami uye anorwa hondo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 19