Zvakazarurwa 5:5
Zvakazarurwa 5:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Mumwe wavakuru vakuru vaya akati kwandiri, usacheme zvako, inga shumba yedzinza rokwaJudha, Dzinde raDhavhidhi, akakunda, kuti akwanise kuzarura bhuku rokumononora iroro nenamo dzaro nomwe dziya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 5Zvakazarurwa 5:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo mumwe wavakuru akati kwandiri, “Usachema! Tarira, Shumba yorudzi rwaJudha, Mudzi waDhavhidhi, akakunda. Iye anogona kuzarura bhuku rakapetwa nezvisimbiso zvaro zvinomwe.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 5Zvakazarurwa 5:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino mumwe waVakuru akati kwandiri; “Usachema hako, tarira, Shumba yorudzi rwaJudha, Mudzi waDhavhidhi, yakakunda kuti izarure bhuku nezvisimbiso zvayo zvinomwe.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 5Zvakazarurwa 5:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mumwe wavakuru vakuru vaya akati kwandiri, usacheme zvako, inga shumba yedzinza rokwaJudha, Dzinde raDhavhidhi, akakunda, kuti akwanise kuzarura bhuku rokumononora iroro nenamo dzaro nomwe dziya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 5