Zvakazarurwa 6:10-11
Zvakazarurwa 6:10-11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vakadaidzira nezwi guru vachiti, “samasimba changamire mutsvene wechokwadi, kuchazova riniko musati matonga nokutsividza ropa redu kuna vavo vanogara panyika?” Mumwe nomumwe wavo akapiwa gemenzi jena, vachiudzwa kuti vambozorora kashoma kusvikira uwandu hwavashandi pamwe navo nehama dzavo vaifanira kuuraiwa saivo hwakwana.
Zvakazarurwa 6:10-11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vakadanidzira nenzwi guru vachiti, “Ishe Tenzi, mutsvene wezvokwadi, mucharega kutonga vanogara panyika nokutsiva ropa redu kusvikira riniko?” Ipapo mumwe nomumwe wavo akapiwa nguo chena, uye vakaudzwa kuti vamirire kwechinguva chiduku, kusvikira kuwanda, kwavamwe varanda pamwe chete navo nehama dzavo avo vaifanira kuurayiwa saivo, kwakwana.
Zvakazarurwa 6:10-11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
vakadana nezwi guru vachiti, “Tenzi mutsvene wechokwadi, mucharega kutonga vanogara panyika nokutsiva ropa redu kusvikira riniko?” Ipapo mumwe nomumwe wavo akapiwa nguo chena; vakaudzwa kuti vambozorora chinguva chiduku, kusvikira vamwe varanda pamwechete navo nehama dzavo, dzaifanira kuurawa saivo, varinganiswa vose.
Zvakazarurwa 6:10-11 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
ʋakaɗana nenzwi guru ʋaciti: Tenzi mutȿene waɀokwaɗi, mucarega kutoŋga ʋanogara panyika nokuʋatsiʋa ropa reɗu kuȿikira riniko? Ipapo mumŋe nomumŋe waʋo wakapiwa ŋguʋo cena; ʋakaʋudzwa kuti ʋambozorora ciŋguʋa ciɗuku, kuȿikira ʋamŋe ʋaranda pamŋe cete naʋo nehama dzaʋo, dzaifanira kuʋurawa saiʋo, ʋariŋganiswa ʋose.
Zvakazarurwa 6:10-11 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)