Zvakazarurwa 8:8
Zvakazarurwa 8:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mutumwa wechipiri akaridza hwamanda yake uye chimwe chinhu chakanga chakaita segomo guru, raipfuta rose, chikakandwa mugungwa. Chikamu chimwe chete muzvitatu chegungwa chakashanduka chikava ropa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 8Zvakazarurwa 8:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino mutumwa wechipiri akaridza, chimwe chakaita segomo guru rinopfuta moto chikakandwa mugungwa; ipapo chetatu chegungwa chikashanduka ropa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 8Zvakazarurwa 8:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mutumwa wechipiri akaridza bhosvo rake ndokubva chimwe chinenge gomo guru raibvira moto, chakandwa mugungwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 8