VaRoma 13:1
VaRoma 13:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munhu wose anofanira kuzviisa pasi pavatungamiri venyika, nokuti hakuna simba risina kubva kuna Mwari. Vane simba rokutonga vakaiswapo naMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 13VaRoma 13:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Munhu mumwe nomumwe ngaazviise pasi pamasimba makuru; nokuti hakuna simba risina kubva kuna Mwari; iwo aripo akaiswapo naMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 13VaRoma 13:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munhu wose ngaave pasi pehurumende inenge ichitonga nokuti hapana simba rokutonga risingabvi kuna Mwari. Vari kutonga vakatoiswapo naMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 13