VaRoma 15:4
VaRoma 15:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti zvose zvakanyorwa kare zvakanyorerwa kuti zvidzidzise isu, kuitira kuti, kubudikidza nokutsungirira nokukurudzira kwamagwaro, tive netariro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 15VaRoma 15:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti zvose zvakanyorwa kare, zvakanyorwa kuti isu tidzidze kuti tive netariro inobva pakutsungirira napakunyaradza kwaMagwaro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 15VaRoma 15:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndinodaro nokuti zvose zvazvo zvakanyorwa mumazuva akare zvakanyorerwa kuti zvitidzidzise kuti nokushingirira uye nokukurudzira kwaMagwaro Matsvene tiwane chitarisiro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 15