VaRoma 15:5-6
VaRoma 15:5-6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwari anopa kutsungirira nokukurudzira ngaakupei mweya wokuva nomwoyo mumwe pakati penyu pamunenge muchitevera Kristu Jesu, kuti mukudze Mwari naBaba waIshe wedu Jesu Kristu nomwoyo mumwe uye nomuromo mumwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 15VaRoma 15:5-6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Mwari wokutsungirira nowokunyaradza ngaakupei mwoyo mumwe pakati penyu, sezvinoda Kristu Jesu; kuti mukudze Mwari, baba vaIshe wedu Jesu Kristu, nomwoyo mumwe uye nomuromo mumwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 15VaRoma 15:5-6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Dai Mwari anotsungisa uye anokurudzira vanhu angoita kuti mugarisane zvakanaka, zvinowirirana naKristu Jesu kuti pamwechete nezwi rimwechete murumbidze Mwari naBaba waTenzi wedu Jesu Kristu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 15