VaRoma 2:1
VaRoma 2:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Saka hauna pembedzo iwe munhu, upi noupi, unotonga vamwe; nokuti pachinhu icho chaunotonga mumwe nacho, unozvipa mhosva iwe, nokuti iwe, unotonga, unoita zvinhu izvozvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 2VaRoma 2:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo, iwe unotonga mumwe munhu hauna pembedzo, nokuti pachinhu chipi nechipi chaunotonga mumwe nacho, unozvipa mhosva iwe, nokuti iwe unotonga, unoita zvinhu zvimwe chetezvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 2VaRoma 2:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo iwe munhu hauna chingaite kuti unzi hauna mhosva kunyange uri ani zvako kana uchitongera mumwe mhosva asi iwe uchiita zvimwechetezvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 2